Tito 3:9
Tito 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi unzvenge mibvunzo youpenzi nenhoroondo dzamazita amadzitateguru, negakava nokukakavara pamusoro pomurayiro, nokuti izvi hazvina maturo uye hazvibatsiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 3Tito 3:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi unzvenge mibvunzo youpenzi, namazita amadziteteguru, negakava, nokukakavara pamusoro pomurayiro, nokuti hazvina maturo, hazvine basa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 3Tito 3:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi iwe nzvenga nharo dzoupenzi dzezvemirongorongo yamazita amadzinza nokusawirirana nokuitirana nharo nezvomutemo nokuti hazvina chimuko kana maturo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 3