Zekaria 1:3
Zekaria 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo udza vanhu kuti: Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: ‘Dzokerai kwandiri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, ‘neni ndichadzokera kwamuri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 1Zekaria 1:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo chiti kwavari, zvanzi naJehovha wehondo, ‘Dzokerai kwandiri, ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo neni ndichadzokera kwamuri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 1Zekaria 1:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo chiti kwavari TENZI wehondo nehondo ati dzokerai kwandiri, ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo kuti iniwo ndidzokere kwamuri. Ndizvo zviri kurehwa naTENZI wehondo nehondo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 1