Zekaria 10:1
Zekaria 10:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kumbirai kuna Jehovha mvura yomunakamwe; Jehovha ndiye anogadzira makore edutu. Anonayisa mvura kuvanhu, uye anopa zvirimwa zveminda kuno mumwe nomumwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 10Zekaria 10:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kumbirai kuna Jehovha mvura nenguva yemvura yokupedzisira, achavapa mvura inonaya kwazvo, mumwe nomumwe ave nezvinomera mumunda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 10Zekaria 10:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kumbirai TENZI mvura munguva yemvura yomunhuruka, kuna TENZI anogadzira dutu ramakore emvura. Ndiye anopa vanhu mvura inonaya achipawo kumunhu wose zvinhu zvinomera mumunda make.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 10