Zekaria 10:12
Zekaria 10:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichavasimbisa muna Jehovha uye muzita rake vachafamba,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 10Zekaria 10:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichavasimbisa muna Jehovha, vachafamba muzita rangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 10Zekaria 10:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichavasimbaradza muna TENZI vachafamba muzita rake. Ndizvo zviri kutaura TENZI.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 10