Zekaria 2:10
Zekaria 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Pembera uye ufare, iwe Mwanasikana weZioni. Nokuti ndiri kuuya, uye ndichagara pakati penyu,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 2Zekaria 2:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Imba, ufare, iwe mukunda weZioni; nokuti tarira, ndinouya, ndichagara mukati mako,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 2Zekaria 2:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Imba upembere zvako iwe mukunda, guta reZioni nokuti ndichauya ndigoita musha mukati mako.” Ndizvo zviri kutaura TENZI.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 2