Zekaria 2:5
Zekaria 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye ini pachangu ndichava rusvingo rwomoto rwakarikomberedza,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘uye ndichava kubwinya kwaro mukati maro.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 2Zekaria 2:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Ini ndichava kwariri sorusvingo rwomoto rwakapoteredza, ini ndichava kubwinya kwaro mukati maro.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 2Zekaria 2:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvichavapo ndezvokuti ini ndichava kwairi rusvingo rwomoto kuitenderera, ndizvo zviri kutaura TENZI, uye ini ndichava mbiri mairi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 2