Zekaria 3:4
Zekaria 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mutumwa akati kuna avo vakanga vamire pamberi pake, “Mubvisei nguo dzake dzine tsvina.” Ipapo akati kuna Joshua, “Tarira ndabvisa chivi chako, uye ndichakupfekedza nguo dzinokosha.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 3Zekaria 3:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akapindura, akataura navakanga vamire pamberi pake, achiti, “Bvisai nguo dzake dzine tsvina.” Akati kwaari, “Tarira, ndakabvisa zvakaipa zvako, ndichakupfekedza nguo dzomutambo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 3Zekaria 3:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mutumwa uya akataura kuna vaiva vakamira pamberi pake achiti, “Mupfekenurei hanzu dzine tsvina idzi.” Akatiwo kuna Joshuwa, “Tarira uone, ndakubvisa uipi hwako uye ndava kukushongedza hanzu yemandiriri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 3