Zekaria 4:9
Zekaria 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Maoko aZerubhabheri akateya nheyo dzetemberi ino; maoko ake achaipedzisazve. Ipapo uchaziva kuti Jehovha Wamasimba Ose akandituma kwauri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 4Zekaria 4:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Maoko aZerubhabheri akateya nheyo dzeimba ino, maoko ake achaipedzisawo; ipapo iwe uchaziva kuti Jehovha wehondo ndiye akandituma kwauri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 4Zekaria 4:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Zerubhabhero namaoko ake ndiye akavaka ugaro hwemba ino uye achaipedzesawo namaoko ake. Ndipo pauchaziva kuti TENZI wehondo nehondo ndiye andituma kwauri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 4