Zekaria 7:10
Zekaria 7:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musamanikidza chirikadzi kana nherera, mutorwa kana murombo. Musafungirana zvakaipa mumwoyo menyu.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 7Zekaria 7:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
regai kumanikidza chirikadzi, kana nherera, kana mutorwa, kana murombo; kurege kuva nomumwe wenyu anofungira hama yake zvakaipa pamwoyo pake.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 7Zekaria 7:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Regai kuonesa nhamo chirikadzi nenherera nomuuyi kunyange murombo. Uye ngaparege kuva nomunhu anorongera mumwe wake mano akaipa mumwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 7