Zekaria 7:9
Zekaria 7:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, ‘Tongai nokururamisira kwezvokwadi; muitirane tsitsi nenyasha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 7Zekaria 7:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ndizvo zvakataura Jehovha wehondo, achiti, ‘Ruramisirai kwazvo pakutonga, mumwe nomumwe aitire hama yake unyoro netsitsi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 7Zekaria 7:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Zvanzi naTENZI wehondo nehondo tongai zviri pachokwadi chaipo muchiitirana mwoyo wakanaka muchinzwirana tsitsi hama nehama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 7