Zefania 2:3
Zefania 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tsvakai Jehovha, imi mose vanyoro vapanyika, imi mose munoita zvaakarayira. Tsvakai kururama, tsvakai unyoro; zvimwe mungadzivirirwa pazuva rokutsamwa kwaJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zefania 2Zefania 2:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tsvakai Jehovha, imi mose vanyoro venyika, imi makachengeta mitemo yake; tsvakai kururama, tsvakai unyoro; zvimwe mungavandika nezuva rokutsamwa kwaJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zefania 2Zefania 2:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tsvakai Tenzi, imi mose varombo venyika iyi vanotevedza mirao yake. Tsvakai kururama mutsvage kuzvininipisa, zvimwe mungahwandiswe pamusi wehasha dzaTenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zefania 2