Zefania 3:15
Zefania 3:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha abvisa kurangwa kwako kwose, adzinga muvengi wako. Jehovha, Mambo waIsraeri, anewe; hauzotyizve kuti ungakuvadzwa nechinhu chipi zvacho.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zefania 3Zefania 3:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akabvisa zvawakatongerwa, wakadzinga muvengi wako; mambo waIsiraeri, iye Jehovha, ari pakati pako, haungazoonizve zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zefania 3Zefania 3:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi abvisa kurangwa kwako kwakakumirira, vavengi vako avadzinga. Mambo weIsiraeri, Tenzi ari pakati pako hapana chakaipa chauchazotyazve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zefania 3