1
Genesi 16:13
Shona Bible 1949, revised 2002
Hagari akatumidza Jehovha wakataurirana naye, zita rinonzi: Ndimi Mwari anoona; nokuti wakati, “Zviro kwazvo ndamuona pano oenda, iye unondiona!”
ஒப்பீடு
Genesi 16:13 ஆராயுங்கள்
2
Genesi 16:11
Mutumwa waJehovha akatiwo kwaari, “Tarira wava nemimba, uchabereka mwanakomana; umutumidze zita rinonzi Ishimaeri, nokuti Jehovha wakanzwa kutambudzika kwako.
Genesi 16:11 ஆராயுங்கள்
3
Genesi 16:12
Iye uchava sembizi pakati pavanhu; ucharwa navanhu vose, navanhu vose vacharwa naye; uchagara akatarisana nehama dzake dzose.”
Genesi 16:12 ஆராயுங்கள்
முகப்பு
வேதாகமம்
வாசிப்புத் திட்டங்கள்
காணொளிகள்