1
Johane 8:12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu wakataura ɀe naʋo, akati: Ndini ciedza cenyika; unonditeʋera haaŋgatoŋgofambi murima, asi ucaʋa neciedza coʋupenyu.
موازنہ
تلاش Johane 8:12
2
Johane 8:32
Mucaziʋa ɀokwaɗi, neɀokwaɗi icakusunuŋgurai.
تلاش Johane 8:32
3
Johane 8:31
Ɀino Jesu wakati kuʋaJuda aʋo, ʋakaŋga ʋamutenda: Kana imi mucigara mushoko raŋgu, muri ʋadzidzi ʋaŋgu ɀirokwaɀo.
تلاش Johane 8:31
4
Johane 8:36
Naiɀoɀo kana Mŋanakomana acikusunuŋgurai, mucaʋa ʋakasunuŋguka kwaɀo.
تلاش Johane 8:36
5
Johane 8:7
Ɀino iʋo ʋakati ʋaciramba ʋacimubvunza, akakotoroka, akati kwaʋari: Usineciʋi pakati penyu, ŋgaataŋge kukande‐bge kwaari.
تلاش Johane 8:7
6
Johane 8:34
Jesu akapindura, akati: Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Mumŋe nomumŋe unoita ɀiʋi, ndiye muranda weɀiʋi.
تلاش Johane 8:34
7
Johane 8:10-11
Jesu akakotoroka; ɀino asiŋgaʋoni munhu, asi mukadzi oga, akati kwaari: Mai, ʋaya ʋakupomera mhoȿa ʋaripiko? Hakuna‐wakutoŋga here? Iye akati: Hakuna, Ishe! Jesu akati kwaari: Neni ʋo handikupi mhoȿa. Enda hako, usatadza ɀe.]
تلاش Johane 8:10-11
صفحہ اول
بائبل
مطالعاتی منصوبہ
Videos