1
Genesi 50:20
Shona BIBLE
SUB
Kana murimi, makandifungira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuti zvive zvakanaka, kuti zviitwe sezvinoitwa nhasi, kuti vanhu vazhinji vararamiswe.
Ṣe Àfiwé
Ṣàwárí Genesi 50:20
2
Genesi 50:19
Josefa akati kwavari, “Musatya, nokuti ini ndiri pachigaro chaMwari here?
Ṣàwárí Genesi 50:19
3
Genesi 50:21
Naizvozvo zvino musatya, ndichakuchengetai, nepwere dzenyu.” Akavanyaradza, akataura navo nomwoyo wakanaka.
Ṣàwárí Genesi 50:21
4
Genesi 50:17
‘Taurai naJosefa,’ muti, ‘Zvino dokanganwirai henyu kutadza kwavakoma venyu; nezvivi zvavo, nokuti vakakuitirai zvakaipa; zvino dokanganwirai kutadza kwavaranda vaMwari wababa venyu.’ ” Josefa akachema pakutaura kwavo naye.
Ṣàwárí Genesi 50:17
5
Genesi 50:24
Josefa akati kuhama dzake, “Ndofa, asi Mwari achakumutsai zvirokwazvo, nokukubudisai panyika ino, muende kunyika yaakapikira Abhurahamu naIsaka, naJakobho.”
Ṣàwárí Genesi 50:24
6
Genesi 50:25
Josefa akapikisa vana VaIsiraeri, akati, “Mwari achakumutsai zvirokwazvo, nemi mutakure mapfupa angu abve pano.”
Ṣàwárí Genesi 50:25
7
Genesi 50:26
Ipapo Josefa akafa, ava namakore ane zana negumi; vakamusasika, akaiswa mubhokisi paIjipiti.
Ṣàwárí Genesi 50:26