Ekisodho 12:26-27

Ekisodho 12:26-27 SUB

Zvino kana vana venyu vakati kwamuri, ‘Basa iri rinoti kudiniko?’ Muti kwavari, ‘Ndicho chibayiro chePasika yaJehovha, akadarika dzimba dzavana VaIsiraeri muIjipiti nomusi waakarova VaIjipiti, akaponesa dzimba dzedu.’ ” Ipapo vanhu vakakotamisa misoro yavo, vakanamata.