Ekisodho 2:9
Ekisodho 2:9 SUB
Mukunda waFarao akati kwavari, “Tora mwana uyu, undimwisire ndigokupa mubairo wako.” Mukadzi akatora mwana, akandomuyamwisa.