Genesi 27:39-40
Genesi 27:39-40 SUB
Ipapo Isaka baba vake, akapindura akati kwaari, “Tarira, ugaro hwako uchava kure namafuta enyika, kure nedova rokudenga rinobva kumusoro; uchararama nomunondo wako, uchashumira munun'una wako; uchati kana wozvimutsa iwe, uchavhuna joko rake ribve pamutsipa wako.”

