Genesi 41:39-40
Genesi 41:39-40 SUB
Farao akati kuna Josefa, “Mwari zvaakakuratidza izvozvo zvose, hapana munhu akangwara, akachenjera sewe; ndiwe uchava mubati weimba yangu; vanhu vangu vose vacharairwa neshoko rako; asi pachigaro changu choushe ndipo pandichava mukuru kwauri.”

