Genesi 49:3-4
Genesi 49:3-4 SUB
Rubheni, iwe uri dangwe rangu, simba rangu, nokutanga kwesimba rangu; Ukuru hwokukudzwa, noukuru hwesimba; Unotutuma semvura, haungavi noukuru; Nokuti wakakwira kuuvato hwababa vako, Ukausvibisa; wakakwira kumubedha wangu.

