Genesi 49:8-9
Genesi 49:8-9 SUB
Iwe Judha, ucharumbidzwa nehama dzako; Ruoko rwako ruchava pamitsipa yavavengi vako, Vana vababa vako vachakotamira pamberi pako. Judha mwana weshumba; Iwe mwanakomana wangu, wakwira uchibva pane zvakaurayiwa; Wakakotama, wakanyanga seshumba, Seshumbakadzi; ndianiko achamumutsa?

