1
Mapisarema 88:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Jehova, Mŋari muponesi waŋgu, Ndakacema masikati noʋusiku pamberi penyu
Vergelyk
Verken Mapisarema 88:1
2
Mapisarema 88:2
Munyeŋgetero waŋgu ŋgaupinde pamberi penyu; Rerekerai nzeʋe yenyu munzwe kucema kwaŋgu
Verken Mapisarema 88:2
3
Mapisarema 88:13
Asi ndakacema kwamuri, Jehova, Munyeŋgetero waŋgu ucaȿika pamberi penyu maŋgwanani.
Verken Mapisarema 88:13