1
I ƲaKorinte 7:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musanyimana, asi muciita ŋguʋa ɗuku, mambotenderana, kuti muʋe neŋguʋa yokunyeŋgetera, ndokusoŋgana ɀe, kuti Satani arege kukuidzai pakusagona kwenyu kuɀidzora.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
I ƲaKorinte 7:3-4
Murume ŋgaape mukadzi ɀakafanira; nomukadzi ŋgaaɗaro ʋo kumurume. Mukadzi haanesimba pamsoro pomuʋiri wake, asi murume; saiɀoɀo ʋo murume haanesimba pamsoro pomuʋiri wake, asi mukadzi.
3
I ƲaKorinte 7:23
Makateŋgwa nomuteŋgo; regai kuʋa ʋaranda ʋaʋanhu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo