1
2 ƲaKorinte 11:14-15
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀi haɀishamisi; nokuti kunyaŋge naSatani ʋo unoɀishandura, aciɀiita somutumŋa weciedza. Naiɀoɀo hacizi cinhu cikuru, kana ʋashumiri ʋake ʋaciɀishandura ʋo, ʋaciɀiita saʋashumiri ʋokururama; kuguma kwaʋo kucaʋa seɀaʋakaɓata.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
2 ƲaKorinte 11:3
Asi ndinotya kuti, senyoka yakanyeŋgera Eva namano ayo, ɀimŋe saiɀoɀo ndaŋgariro dzenyu dziŋgaȿiɓiswa, dzitsauke pakururama nokucena kwomŋoyo kuri kunaKristu.
3
2 ƲaKorinte 11:30
Kana ndikafanira kuɀirumbidza, ndicaɀirumbidza neɀinhu ɀoʋutera bgaŋgu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo