1
ƲaGaratia 1:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀino ndinoita ʋushamŋari naʋanhu here, kana naMŋari? Kana ndinotȿaka kufadza ʋanhu here? Kana ndaifadza ʋanhu naɀino, handizaiʋa muranda waKristu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
ƲaGaratia 1:8
Asi kunyaŋge isu, kana mutumŋa unobva kuɗeŋga, akakuparidzirai imŋe evaŋgeri, inopesana neyatinokuparidzirai isu, ŋgaaʋe wakatukwa.
3
ƲaGaratia 1:3-4
Nyasha norugare ŋgaɀiʋe nemi, ɀinobva kunaMŋari, Ƃaɓa ʋeɗu, naShe Jesu Kristu, wakaɀipa nokuɗa kweɀiʋi ɀeɗu, kuti atisunuŋgure kunyika yakaipa yaɀino, nokuɗa kwaMŋari, Ƃaɓa ʋeɗu
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo