1
ƲaGaratia 3:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kristu wakatidzikinura pakutuka kwomurairo, iye akaitwa cakatukwa nokuɗa kweɗu, nokuti kwakanyorwa, kucinzi: Ʋakatukwa ʋose ʋanoturikwa pamuti!
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
ƲaGaratia 3:28
Hakucina‐muJuda kana muGiriki, hakucina‐wakasuŋgwa kana wakasunuŋguka, hakucina‐munhurume kana munhukadzi; nokuti imi mose muri ʋamŋe munaKristu Jesu.
3
ƲaGaratia 3:29
Ɀino kana muri ʋaKristu, muri ʋana ʋaAbrahama, ʋadyi ʋenhaka seɀamakapikirwa.
4
ƲaGaratia 3:14
Kuti kuropafadzwa kwaAbrahama kuȿike kuʋahedeni munaJesu Kristu; kuti tipiwe nokutenda cipikirwa coMŋeya.
5
ƲaGaratia 3:11
Ɀino, ɀinoʋonekwa kuti hakunomunhu unoruramiswa nomurairo pamberi paMŋari, nokuti: Wakarurama ucararama noku tenda.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo