1
Jeremia 50:34
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Mudzikinuri waʋo unesimba, Jehova wehondo ndiro zita rake; iye ucaʋareʋerera mhaka yaʋo kwaɀo, kuti azorodze nyika, nokushaisa ʋagere Babironi zororo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremia 50:6
Ʋanhu ʋaŋgu akaŋga ari makwai akarashika, ʋafudzi ʋaʋo ʋakaʋarashisa, ʋakaʋatsausira kumakomo, ʋakafamba ʋacibva kumakomo ʋacienda kuɀikomo, ʋakakaŋganwa nɀimbo yaʋo yokuzorora.
3
Jeremia 50:20
Namazuʋa iwayo neŋguʋa iyo — ndiɀo ɀinotaura Jehova — ɀakaipa ɀaIsraeri ɀicatȿakwa, asi haɀiŋgaʋi’po, neɀiʋi ɀaJuda, asi haɀiŋgawanikwi; nokuti ndicakaŋganwira ʋandakasiya.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo