1
Jobo 27:3-4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(Nokuti ʋupenyu bgaŋgu ʋuciri mandiri cose, Nomŋeya waMŋari uciri mumhino dzaŋgu;) Ɀirokwaɀo miromo yaŋgu haiŋgatauri ɀisakarurama, Ʋuye rurimi rwaŋgu haruŋgareʋi ɀinonyeŋgera.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jobo 27:6
Ndinoɓatisa kururama kwaŋgu, handiŋgakuregi; Mŋoyo waŋgu hauŋgandipi mhaka ndiciri mupenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo