1
Jobo 28:28
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋudza munhu aciti: Tarira, Kutya Ishe, ndibgo ʋucenjeri; Kurega ɀakaipa ndiko kunzwisisa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jobo 28:12-13
Asi ʋucenjeri ʋucawanikwepiko? Kunzwisisa kunogarepi? Munhu haaziʋi muteŋgo wabgo; Haʋuwanikwi panyika yaʋapenyu.
3
Jobo 28:20-21
Ɀino ʋucenjeri ʋunobvepiko? Kunzwisisa kunogarepi? Ɀabgakaʋanzirwa meso aʋapenyu ʋose, Nokudzitirirwa shiri dzokuɗeŋga.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo