Jobho 28:28
Jobho 28:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akaudza munhu achiti, “Tarira, kutya Ishe, ndihwo uchenjeri. Kurega zvakaipa ndiko kunzwisisa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 28Jobho 28:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino akati kumunhu, ‘Kutya Ishe, ndihwo uchenjeri, uye kusiya zvakaipa ndiko kunzwisisa.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 28Jobho 28:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndipo paakati kuvanhu kutya Mwari ndihwo hungwaru kunzvenga chitadzo ndiko kunzwisisa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 28