1
Jobo 5:17-18
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, munhu, unorairwa naMŋari, unomufaro; Saka usaɀidza kuraŋga kwoWamasimba ose. Nokuti iye unokuʋadza, ndokusuŋga ɀe ʋaŋga: Unopxanya, maʋoko ake ndokupodza ɀe.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jobo 5:8-9
Asi kana ndirini, ndaitȿaka Mŋari, Ndaiisa mhoȿa yaŋgu kunaMŋari; Iye unoita ɀinhu ɀikuru ɀisiŋganɀerwi; Ɀinhu ɀinoshamisa ɀisiŋgaʋereŋgwi
3
Jobo 5:19
Iye ucakurwira panjodzi nhanhatu; Kunyaŋge panomŋe hakuna‐cakaipa ciŋgakugunɀa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo