1
Jona 1:3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jona wakasimuka aciɗa kutizira Tarshishi abve pamberi paJehova; akaɓurukira Jopa, akawana cikepe cakaŋga coenda Tarshishi, akaɓuɗisa mari yaco yokufamba, ndokupinda mukati maco, kuti aende naʋo Tarshishi abve pamberi paJehova.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jona 1:17
Jehova akatuma hoʋe huru kundomedza Jona, Jona akaʋa muɗumbu rehoʋe mazuʋa matatu noʋusiku ʋutatu.
3
Jona 1:12
Iye akati kwaʋari: Ndisimudzei, mundikandire muguŋgwa, ipapo guŋgwa ricakunyararirai; nokuti ndinoziʋa kuti ɗutu iri guru rakakuwirai nokuɗa kwaŋgu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo