1
Mariro aJeremia 3:22-23
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuɗa kwoʋunyoro bgaJehova tigere kupedzwa, nokuti tsitsi dzake hadziperi. Maŋgwanani ose ɀaʋa ɀitȿa; kutendeka kwenyu kukuru.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mariro aJeremia 3:24
Jehova ndiwo mugoʋe waŋgu — ndiɀo ɀinotaura mŋeya waŋgu; naiɀoɀo ndicaʋimba naye.
3
Mariro aJeremia 3:25
Jehova unoitira ɀakanaka ʋanomumirira, naiwo mŋeya unomutȿaka.
4
Mariro aJeremia 3:40
Ŋgatinɀere nokuidza nzira dzeɗu, titendeʋukire ɀe kunaJehova.
5
Mariro aJeremia 3:57
Makasweɗera nezuʋa randakaɗana kwamuri, makati: Usatya.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo