1
Nehemia 10:39
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋana ʋaIsraeri naʋana ʋaRevi ʋanofanira kuʋuya necipiriso cinotsaurwa ceɀiyo, newaini, namafuta, kumakamuri munemidziyo yeimba tȿene nokuʋaprista ʋanoɓata’mo, naʋarindi ʋemikoʋa, naʋaimbi; hatiŋgarashi imba yaMŋari weɗu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nehemia 10:35
tikaɀisuŋga kuti ticaʋuya neɀitȿa ɀeminda yeɗu, neɀitȿa ɀeɀiɓereko ɀose ɀemiti yamarudzi ose, gore rimŋe nerimŋe kumba kwaJehova
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo