1
Ɀireʋo 26:4-5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usapindura ɓenzi noʋupenzi bgaro, Kuti urege kufanana naro. Pindura ɓenzi noʋupenzi bgaro, Kuti rirego‐ti rakacenjera.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀireʋo 26:11
Sembga inodzokera kumarutsi ayo, Ndiɀo ɀakaita ɓenzi rinopamhidza ʋupenzi bgaro.
3
Ɀireʋo 26:20
Mŋoto unodzima nokushaiwa huni; Ʋuye kana kusinomuceri, gakaʋa rinopera.
4
Ɀireʋo 26:27
Aninani unocera gomba, ucawira’mo iye; Unokuŋgurusa ibge, ricadzokera pamsoro pake.
5
Ɀireʋo 26:12
Unoʋona munhu unoti ndakacenjera here? Ƃenzi riri nani kunaiye.
6
Ɀireʋo 26:17
Somunhu unoɓata imbga nenzeʋe dzayo, iciŋgopfuʋura hayo, Ndiɀo ɀakaita munhu unoɀipinza pagakaʋa raasinemhoȿa naro.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo