1
Ɀireʋo 5:21
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nzira dzomunhu dziri pamberi paJehova; Ndiye unoyera makwara ake ose.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀireʋo 5:15
Inwa mvura padziʋa rako cairo, Nemvura inoyerera patsime rako cairo.
3
Ɀireʋo 5:22
Ɀiʋi ɀake ɀicaɓata muiti waɀo, Ucaɓatwa namaɓote eɀiʋi ɀake.
4
Ɀireʋo 5:3-4
Nokuti miromo yomukadzi wokumŋe inoɗonha ʋuci; Muromo wake unotedza kupfuʋura mafuta; Asi pakupedzisira unoʋaʋa segaʋakaʋa; Unopinza somunondo unenhiʋi mbiri dzinoceka.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo