1
Mapisarema 100:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova wakanaka; ŋgoni dzake dziri’po nokusiŋgaperi; Nokutendeka kwake kumarudzi namarudzi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 100:4
Pindai pamasuʋo ake muciʋoŋga, Napaʋazhe dzake mucirumbidza; Cimuʋoŋgai, murumbidze zita rake.
3
Mapisarema 100:2
Shumirai Jehova nomufaro; Ʋuyai pamberi pake muciimba.
4
Mapisarema 100:3
Ziʋai kuti Jehova ndiye Mŋari; Ndiye wakatiita, tiri ʋanhu ʋake; Tiri ʋanhu ʋake, namakwai anofudzwa naye.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo