1
Mapisarema 102:2
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kundiʋanzira ciso cenyu pazuʋa rokutambudzika kwaŋgu; Rerekerai nzeʋe yenyu kwandiri; Pazuʋa rokuɗana kwaŋgu kurumidzai kundipindura.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 102:1
Inzwai munyeŋgetero waŋgu, Jehova, Kucema kwaŋgu ŋgakuȿikire kwamuri.
3
Mapisarema 102:12
Asi imi Jehova, mucaʋa’po nokusiŋgaperi; Marudzi namarudzi acakuraŋgarirai.
4
Mapisarema 102:17
Akaʋa nehanya nomunyeŋgetero waʋakakumurwa, Akasaɀidza munyeŋgetero waʋo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo