1
Mapisarema 103:2
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rumbidza Jehova, mŋeya waŋgu, Urege kukaŋganwa mikomborero yake
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 103:3-5
Iye, unokaŋganwira ɀakaipa ɀako ɀose; Unoporesa kurwara kwako kwose; Unodzikinura ʋupenyu bgako pakuparadzwa; Unokuisa korona yoʋunyoro neŋgoni; Unogutisa mŋoyo wako neɀakanaka; Kuti ʋutȿa bgako ʋuʋandudzwe segondo.
3
Mapisarema 103:1
Rumbidza Jehova, mŋeya waŋgu; Ɀose ɀiri mukati maŋgu ŋgaɀirumbidze zita rake dɀene.
4
Mapisarema 103:13
Sokunzwira tsitsi kwaɓaɓa ʋana ʋake, Saiɀoɀo Jehova unonzwira tsitsi ʋanomutya.
5
Mapisarema 103:12
Sokuʋa‐kure kwamabvazuʋa namaʋirira, Saiɀoɀo wakabvisa kuɗarika kweɗu kwose kure nesu.
6
Mapisarema 103:8
Jehova unetsitsi nenyasha, Haacimbidziki kutsamŋa, uneŋgoni zhinji.
7
Mapisarema 103:10-11
Haana‐kutiitira seɀakafanira ɀiʋi ɀeɗu, Kana kutipa muɓairo seɀakafanira ɀakaipa ɀeɗu. Nokuti sokukwirira kwokuɗeŋga kumsoro, Ndiɀo ɀakaita kukura kweŋgoni dzake kunaʋanomutya.
8
Mapisarema 103:19
Jehova wakasimbisa cigaro cake coʋushe kuɗeŋga‐ɗeŋga; Ʋushe bgake ʋunoɓata ɀinhu ɀose.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo