1
Mapisarema 104:34
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuraŋgarira kwaŋgu ŋgakumufadze; Ndicafara kwaɀo munaJehova.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 104:33
Ndicaimbira Jehova paŋguʋa yose yoʋupenyu bgaŋgu; Ndicaimbira Mŋari waŋgu nziyo dzokurumbidza ndiciri’po.
3
Mapisarema 104:1
Rumbidza Jehova, mŋeya waŋgu! Jehova Mŋari waŋgu, muri mukuru kwaɀo; Makafukidzwa nokukudzwa noʋumambo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Videos