1
Mapisarema 121:1-2
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicasimudzira meso aŋgu kumakomo; Kuɓatsirwa kwaŋgu kucabvepiko? Kuɓatsirwa kwaŋgu kunobva kunaJehova, Wakaita kuɗeŋga napasi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 121:7-8
Jehova ucakuceŋgeta paɀakaipa ɀose; Ucaceŋgeta mŋeya wako. Jehova ucakuceŋgeta pakuɓuɗa kwako napakupinda kwako, Kubva paŋguʋa ino kuȿikira pakusiŋgaperi.
3
Mapisarema 121:3
Haaŋgatenderi rutsoka rwako kuti rutedzemuke; Muceŋgeti wako haaŋgakotsiri.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo