Mapisarema 121:7-8
Mapisarema 121:7-8 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Jehova ucakuceŋgeta paɀakaipa ɀose; Ucaceŋgeta mŋeya wako. Jehova ucakuceŋgeta pakuɓuɗa kwako napakupinda kwako, Kubva paŋguʋa ino kuȿikira pakusiŋgaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 121Mapisarema 121:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
TENZI achakudzivirira kune zvakaipa zvose achachengeta upenyu hwako. TENZI achakuchengeta kubvira paunobuda kusvika paunodzoka kubvira zvino nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 121Mapisarema 121:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha achakuchengeta pane zvose zvinokuvadza, iye acharinda upenyu hwako; Jehovha achakurinda pakubuda kwako napakupinda kwako, kubva zvino uye nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 121