1
Mapisarema 130:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinorindira Jehova, mŋeya waŋgu unorindira; Ndinotarira shoko rake.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 130:4
Asi kukaŋganwirwa kuri’ko kwamuri, Kuti ʋanhu ʋakutyei.
3
Mapisarema 130:6
Mŋeya waŋgu unorindira Ishe, Kupfuʋura ʋarindi ʋanorindira ruŋgwanani; Ɀirokwaɀo, kupfuʋura ʋarindi ʋanorindira ruŋgwanani.
4
Mapisarema 130:2
Ishe inzwai inzwi raŋgu; Nzeʋe dzenyu ŋgadziterere Inzwi rokukumbira kwaŋgu.
5
Mapisarema 130:1
Ndakaɗanidzira kwamuri, Jehova, ndiri makadzika.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo