1
Mapisarema 131:2
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo ndakaʋaraidza mŋeya waŋgu nokuunyaradza; Somŋana wakarumurwa uri panamai ʋake, Mŋeya waŋgu wakaita kwandiri somŋana wakarumurwa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 131:1
Jehova, mŋoyo waŋgu hauɀikudzi, meso aŋgu haanamanyawi; Handinehanya neɀinhu ɀikuru‐kuru, Kana neɀinhu ɀinondikurira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo