1
Mapisarema 140:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ʋakarurama ʋacaʋoŋga zita renyu; Ʋanemŋoyo yakarurama ʋacagara pamberi penyu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 140:1-2
Ndirwirei Jehova, pamunhu wakaipa; Ndiceŋgetei pamunhu unehasha; Iʋo, ʋanofuŋga ɀakaipa mumŋoyo yaʋo; Ʋanogara ʋacimutsa kurwa.
3
Mapisarema 140:12
Ndinoziʋa kuti Jehova ucagadzira mhoȿa yaʋanotambudzika, Nokururamisira ʋashaiwi.
4
Mapisarema 140:4
Ndiceŋgetei, Jehova, pamaʋoko owakaipa; Ndiceŋgetei pamunhu unomanikidza; Ʋanofuŋga mano okugumbusa tsoka dzaŋgu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo