1
Mapisarema 26:2-3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinɀerei Jehova, ndiidzei, Natsai itȿo dzaŋgu nomŋoyo waŋgu. Nokuti ʋunyoro bgenyu ʋuri pamberi pameso aŋgu, Ndakafamba muɀokwaɗi yenyu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 26:1
Nditoŋgerei Jehova, nokuti ndakafamba nokusanyeŋgera kwaŋgu; Ndakaʋimba ʋo naJehova ndisiŋganyunyuti.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo