Mapisarema 26:2-3
Mapisarema 26:2-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndiedzei, imi Jehovha, ndinzverei, nzverai mwoyo wangu nendangariro dzangu; nokuti rudo rwenyu rwuri pamberi pangu nguva dzose, uye ndinogara ndichifamba muzvokwadi yenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 26Mapisarema 26:2-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndinzverei Jehovha, ndiidzei, Natsai itsvo dzangu nomwoyo wangu. Nokuti unyoro hwenyu huri pamberi pameso angu, Ndakafamba muzvokwadi yenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 26Mapisarema 26:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndivhenekei TENZI mundiedze munyatsopenengura pfungwa dzangu nemwoyo wangu. Nokuti mwoyochena wenyu ndinogara ndichiuona uye ndinofamba ndakatendeka kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 26