Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 26:2-3

Mapisarema 26:2-3 SUB1949

Ndinɀerei Jehova, ndiidzei, Natsai itȿo dzaŋgu nomŋoyo waŋgu. Nokuti ʋunyoro bgenyu ʋuri pamberi pameso aŋgu, Ndakafamba muɀokwaɗi yenyu.