1
Mapisarema 36:9
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kwamuri ndiko kunetsime roʋupenyu; Muciedza cenyu ndi’mo matinoʋona ciedza.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 36:7
Ʋunyoro bgenyu, Mŋari, bgakanaka‐naka sei! Ʋana ʋaʋanhu ʋanondoʋanda pasi pomumvuri wamapapiro enyu.
3
Mapisarema 36:5
Ʋunyoro bgenyu, Jehova, bgakaȿika kuɗeŋga‐ɗeŋga; Kutendeka kwenyu kunoȿikira kumakore
4
Mapisarema 36:6
Kururama kwenyu kwakafanana namakomo aMŋari; Kutoŋga kwenyu kwakadzika ɀikuru; Jehova, munoceŋgeta ʋanhu nemhuka.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo