Mapisarema 36:6
Mapisarema 36:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kururama kwenyu kwakaita segomo guru guru, kururamisira kwenyu sepakadzika dzika. Haiwa Jehovha, imi munochengetedza zvose munhu nemhuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 36Mapisarema 36:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kururama kwenyu kwakafanana namakomo aMwari; Kutonga kwenyu kwakadzika zvikuru; Jehovha, munochengeta vanhu nemhuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 36Mapisarema 36:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ururami hwenyu hwakaita samakomo aMwari; kutonga kwenyu kwaita sehwenje hwakadzika munonunura munhu nemhuka, TENZI.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 36